Creation Science Information & Links!
MAIN
F A Q
LINKS
ZVINYORWA
MABHUKU
MIFANANIDZO
MP3
VIDEOS

 
Mavambo 1:1  "Pakutanga Mwari akasika denga nenyika." 

Najohani 1:1  "Pakutanga Izwi rakanga riripo, Izwi
rakanga riri kuna Mwari, Izwi rakanga riri Mwari." 


Kusikwa idzidzo inotaura kuti munhu, nyika, nepasirose zvakasikwa pakutanga panekuti zvakango-erekana zvavapo. 

Tinogara panzvimbo diki yakangogadzirwa zvino ungwaru inozvichengetedza yomuchadenga pamwechete nekururama, kukunda nerufu tinova zvapupu zvorunako, kunhuwirira, rudo nemimhanzi. Funga pamusoro peizvi. Masvomhu, ruzivo, chirimo, uwori, kurima, kupfimbana nechingamu; zvose zvakangoerekana zvavapo? Zvakangogadzirirwawo here….?

Kumhuri dzose dzakagara panyika, isu tine zvikonzero zvishoma zvekusaona kuvapo kwemazvikokota wedzidzo yekutsvaga nemhando yepamusoro (scientific mathematician) anoita kuti zvinhu zvose zvakatikomberedza zvifambe. Tinofanirwa kushamiswa nazvo/ kwete kuva nemifungo nekusagutsikana 

Kwamakore akangosvika zviuru zvitatu apfura, Mambo David we Israel akanyora (Mapisarema 8:3-4) "Ndikatarisa denga renyu, kubata kwamaoko enyu, mwedzi ne nyeredzi zvamakasika, munhu chii zvokuti munomufunga? Kana mwanakomana womunhu zvokuti mumushanyire?"


MAMWE (MAWEBSITES) ARIMU SHONA ANEZVEDZIDZO YOKUSIKA
OTHER WEB SITES IN SHONA WITH CREATION SCIENCE


None!  Not yet.  ...If you are a Christian, and you believe the Bible, and you
could help translate into - Shona - please write to  - Paul;  paul@zzz.com

The Holy Bible in Shona
New Testament
biblica.com
Shona Bibles
www.ethnicharvest.org

Kutanga kwevhangeri raJesu Kristu
The Christian Gospel Message · in Shona
Lord Jesus Christ · Matthew 6
Lord Jesus Christ · Matthew 6
10 Commandments
2 Commandments

  Dura rezvechiKiristo  
  More Christian Resources 

WATI WAMBONZWA HERE  Nezvemirao Mina Yomweya?
Chick's "Vimba Neni!" ("Trust Me!") in Shona

JESUS FILM
PROJECT
Global Recordings Network
Audio Gospel  •  Good News

International
School of
Ministry
PDF Files:
Languages
Catalog: 7MB
ChristianAnswers.net
Master's
International
School of
Divinity

 

  Main Links Page  -  www.creationism.org/topbar/links.htm
 
— SHONA, chiShona —   Dialects:  Chizezuru; Hwesa; Karanga; Toko; Zezuru
This language is spoken in:   Botswana; Mozambique; Zambia; Zimbabwe

 
Ruzivo pamusoro pekusikva ruripo zvichibudikidza nezvidzidzo zvezvisikwa
navanhu, dzidzo yematombo, dzidzo yezvaivapo kare,
dzidzo yezvenyeredzi nemwedzi, dzidzo yekushanduka kwemunhu achitanga kuvepo,
dzizdo yezveunyanzvi yekuvaka nekufinga, Adam naEve, Ark yaNoah, bintu reEden,
nezvenoroondo yenyika.

 


Kutanga kwevhangeri raJesu Kristu, Mwanakomana waMwari

 
Mifananidzo yemuBhaibheri - 220 yakaitwa naDoré

Mifananidzo yemuBhaibheri - 250 mifananidzo

 
Chinyorwa (muchirungu):  nezvema Dinosaurs
Chinyorwa (muchirungu):  nezveFurira mudenga
Chinyorwa (muchirungu):  nezve Zvipempenene
Chinyorwa (muchirungu):  nezve Zviremwaremwa
 
-- Zvimwe zvinyora muchirungu PANO --



 

 
MAIN
F A Q
LINKS
ZVINYORWA
MABHUKU
MIFANANIDZO
MP3
VIDEOS